
Mabasa Oliver Mtukudzi
На этой странице вы найдете полный текст песни "Mabasa" от Oliver Mtukudzi. Lyrxo предлагает вам самый полный и точный текст этой композиции без лишних отвлекающих факторов. Узнайте все куплеты и припев, чтобы лучше понять любимую песню и насладиться ею в полной мере. Идеально для фанатов и всех, кто ценит качественную музыку.

[Intro]
Aiwa-iwa aiwa-iwa-iwa
Ndozviudza ani ko
Kuti paita mabasa pano
[Chorus]
Tumirai mhere kuvakuru
Kuno kwaita mabasa
Ndozviudza ani ko
Kwafukudzika vakuruwe (kuruwe)
Kwaita mabasa kuno
Aiwa-iwa-iwa
Kwaita mabasa
[Post-Chorus]
Misodzi yapera hapana vachachema
Zvakurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire)
Iko kubata maoko hakuchina chiremerera
Kwafumuka uko zvichabatsireiko (kwafumuka)
Hauzi huchenjeri kusara takararama varume
Kana kuri kungwara uku tichavigwa nani ko (nani)
[Chorus]
Ahhh
Ndozviudza ani ko
Kuti paita mabasa pano
Tumirai mhere kuvakuru
Kuno kwaita mabasa
Ndozviudza ani ko
Kwafukudzika vakuruwe (kuruwe)
Kwaita mabasa kuno
Aiwa-iwa-iwa
Kwaita mabasa
Aiwa-iwa aiwa-iwa-iwa
Ndozviudza ani ko
Kuti paita mabasa pano
[Chorus]
Tumirai mhere kuvakuru
Kuno kwaita mabasa
Ndozviudza ani ko
Kwafukudzika vakuruwe (kuruwe)
Kwaita mabasa kuno
Aiwa-iwa-iwa
Kwaita mabasa
[Post-Chorus]
Misodzi yapera hapana vachachema
Zvakurwadzira mumoyo chinyararire (chinyararire)
Iko kubata maoko hakuchina chiremerera
Kwafumuka uko zvichabatsireiko (kwafumuka)
Hauzi huchenjeri kusara takararama varume
Kana kuri kungwara uku tichavigwa nani ko (nani)
[Chorus]
Ahhh
Ndozviudza ani ko
Kuti paita mabasa pano
Tumirai mhere kuvakuru
Kuno kwaita mabasa
Ndozviudza ani ko
Kwafukudzika vakuruwe (kuruwe)
Kwaita mabasa kuno
Aiwa-iwa-iwa
Kwaita mabasa
Комментарии (0)
Минимальная длина комментария — 50 символов.