
Ndagarwa Nhaka Oliver Mtukudzi
На этой странице вы найдете полный текст песни "Ndagarwa Nhaka" от Oliver Mtukudzi. Lyrxo предлагает вам самый полный и точный текст этой композиции без лишних отвлекающих факторов. Узнайте все куплеты и припев, чтобы лучше понять любимую песню и насладиться ею в полной мере. Идеально для фанатов и всех, кто ценит качественную музыку.

[Intro]
Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka munin'ina
Ndagarwa nhaka ini
Nemoyo chena
Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka munin'ina
Ndagarwa nhaka ini
Nemoyo chena
Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka munin'ina
Ndagarwa nhaka ini
Nemoyo chena
Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka munin'ina
Ndagarwa nhaka ini
Nemoyo chena
Ndawana wekuchemera (wekuchemera mambo)
Ndawana anondichengeta (anondichengetawo)
Ndawana wekuturira (wekuturira mambo)
Nekuyemera
Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka munin'ina
Ndagarwa nhaka ini
Nemoyo chena
Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka munin'ina
Ndagarwa nhaka ini
Nemoyo chena
Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka munin'ina
Ndagarwa nhaka ini
Nemoyo chena
Ndagarwa nhaka amai
Ndagarwa nhaka munin'ina
Ndagarwa nhaka ini
Nemoyo chena
Ndawana wekuchemera (wekuchemera mambo)
Ndawana anondichengeta (anondichengetawo)
Ndawana wekuturira (wekuturira mambo)
Nekuyemera
Комментарии (0)
Минимальная длина комментария — 50 символов.