0
Paita Party - Winky D
0 0

Paita Party Winky D

На этой странице вы найдете полный текст песни "Paita Party" от Winky D. Lyrxo предлагает вам самый полный и точный текст этой композиции без лишних отвлекающих факторов. Узнайте все куплеты и припев, чтобы лучше понять любимую песню и насладиться ею в полной мере. Идеально для фанатов и всех, кто ценит качественную музыку.
Paita Party - Winky D
[Intro]
Levels Levels Production
Kamaani!

[Pre-Hook]
Saka Bhobho
Deedza munhu wese ari kumhanya dhanzi
Shoko ngarisvike ikoko
Prezha ravhurirwa hatizvivanzi

[Hook]
Paita party nhasi oh eh
Dira kuvha mugirazi oh eh
Maoko ari mudenga kunge muclass
Party yaka heater bvisa jasi
Vanhu vari kufara zvakapfuurikidza nhasi
Kuita kunge Jesu adzika pasi

[Verse 1]
Tarisa tuzvimoko zvatwakapfeka
Hona tumwe turi kutwerka
Vapfana vachirova maclux
Ndipe kuno phone yangu pane zviri kulacker
Guspy ndamufonera vanhu vachanhongeswa
Doctor varipo muchaponeswa
Killer T gara wava tipper vanhu kuti matoiret haikona kubrokesa
Party yapisa zvinhu zvakudadisa
Vanhu vari kunakidzwa kumira tarambidzwa
Vabereki vatizwa mudzimba dzakapfigwa
Prezha rabatidzwa vanhu muchapfidza
Fantan akabata red wine
Ndipe kuvha handimwe Zed ka ini
Party yedu haipere haidi sign
Tisiye timbofara isu big time
Комментарии (0)
Минимальная длина комментария — 50 символов.
Информация
Комментариев пока нет. Вы можете быть первым!
Войти Зарегистрироваться
Войдите в свой аккаунт
И получите новые возможности