[Intro]
Kutonhodwa kwa Chauruka
Variko mukurarama kwedu
Vanozvitutumadza tiri kuona zvedu
Vanotedzera kurira kwengoma inoti pangu pangu
Kana kunoku Oskid inga inorira pangu pangu
[Chorus: Winky D & Tocky Vibes]
Kutonhodzwa kwa Chauruka
Vaive denga vachaburuka
Kutonhodzwa kwa Chauruka
Vaipembera vachasuduruka
Vajaira mupururu, mupururu
Vajaira mupururu, mupururu
[Verse 1: Winky D]
Pasi pano hapanzwaro pakaturunura mikono
Kudzikama kune mubairo saka famba uine muwono
Vamwe vachiti ndisu vachenjeri vakabva kumabvazuva
Muchatsigirwa neva nyengeri muchatadza kupapfuura
Saka dzikama wamai dzikama, dzikama, dzikama
Dzikama wamai dzikama, dzikama, dzikama
[Chorus: Winky D & Tocky Vibes]
Kutonhodzwa kwa Chauruka
Vaive denga vachaburuka
Kutonhodzwa kwa Chauruka
Vaipembera vachasuduruka
Vajaira mupururu, mupururu
Vajaira mupururu, mupururu
Pacharira mupururu, mupururu

Comments (0)
The minimum comment length is 50 characters.