[Intro]
Gafa kusvika ndafa
Ngoma futi (Igwe)
Ngo ngoma futi
Ngoma futi (Da da da dancehall Igwe)
[Bridge]
Ndakuda kurova ngoma kunge mwana aita musikanzwa (ngoma futi)
Dance ramuka rabva ramira kunge muti wanzwa!
[Pre-Hook]
Menge makurarisa dance
Zvino ndakuita kuti rimuke
Musade kusaiza mafans
Zvinoita ropa ritsvuke
Vati aihwa dzorai dance pamakariwana
Aihwa manje ini ndori kicker nema shanana
[Hook]
Ndakurova ngoma futi, ngoma futi, hapachada ngoma juti
Ndakurova ngoma futi, ngoma futi, ndakutora mboma mubhuti
[Verse 1]
Menge mochema dance renge rafa zvino ramuka seMwanakoma
Tenge tapuhwa tafura kuti tidye nemi mhanzi zvino vorovana
Venge vati zvarafa togara nhaka zvishoma zviripo togovana
Kusaziva hudyire ndohwakaparadza pfuma yenaka vakomana
Zvino chizivai ani nani asingatende nemuzita rengoma haapinde dance
Uye futi ani nani asingapinde mudance haambobhigwa nema fans

Comments (0)
The minimum comment length is 50 characters.