0
Bho Yangu - Winky D
0 0

Bho Yangu Winky D

Bho Yangu - Winky D
[Intro]
Kurara kupa mhandu mukana (bho yangu)
Oskid
Manje pane Gafa hapana (bho yangu)

[Pre-Chorus]
Kubva nhasi handichirara
Ndiri kuchengetedza bho yangu
Uchandisvikira ndakagara
Ndiri kurindira bho yangu
Varipo hobho vakanditeya
Kuda kudonhedza bho yangu
Vari kunyangira vari pamweya
Kuda kudhiritsa bho yangu

[Chorus]
But bho yangu, unode bho yangu
Usangoita bho, nebho yangu
Bho yangu, unode bho yangu
Hakona kuita so, pabho yangu
But bho yangu, unode bho yangu
Usangoita bho, nebho yangu
Bho yangu, unode bho yangu
Hakona kuita so, pabho yangu

[Verse 1]
Pavachasvika husiku kuda kunyangira
Vachasvika Gafa rakavagarira
Ndaiti inhema ndichivarambira
Ndazopepuka zvino ndangwarira
Variko vano shereketa
(hava hwine, hava hwine)
Muhupenyu wako ngavasa penetrata
(havapinde, havapinde)
Handicharara ndavakungo resta
Zvese zvavanoroga ndiriku getter
Vanoshuwira kuti zvimbondinetsa
But itime yaviri kuwaster
Comments (0)
The minimum comment length is 50 characters.
Information
There are no comments yet. You can be the first!
Login Register
Log into your account
And gain new opportunities
Forgot your password?