0
Gonyera - Winky D (Ft. ExQ)
0 0
Gonyera - Winky D (Ft. ExQ)
Jah know
Mr. Putiti

Hanzi ndinoda mudhafu-dhafu (dhafu-dhafu, dhafu-dhafu)
Anopa rudo, asingapindure rough-rough
Mumwe oti aiwa ndoda kaslender-slender
Kasingandirasise kandinotemba-temba

Hakuna tsime risina dafi
Tongoona mvura padenga kozviri zasi (zasi)?
Iyambiro kwauchanokanda mazwi
Nokuti munhu wenyama anotadza hakuna nyanzvi
Gonyera, gonyera
Gonyera pamwe, gonyera
Gonyera, gonyera
Gonyera pamwe, gonyera
Gonyera, gonyera
Gonyera pamwe, gonyera
Gonyera, gonyera
Gonyera pamwe, gonyera

Guyu kutsvuka, kutsvuka panze
Ukarimenya mukati rizere masvosve
Pasina masvosve haambonaka maonde
Sometimes panouya zvidiki-diki dzimwe nguva zvihombe
Ini nde-e
Teedzera moyo wako kwete zvinoda internet
Vamwe vakazonoroora pwere vachifunga kuti ndozviri internet
Gara wachooser stamina
One munhu anokutsamira
Akasenga moyo wekuda
Kwete munhu wekuganhira
That's the end of it
Comments (0)
The minimum comment length is 50 characters.
Information
There are no comments yet. You can be the first!
Login Register
Log into your account
And gain new opportunities
Forgot your password?