
Finhu Finhu Winky D
On this page, discover the full lyrics of the song "Finhu Finhu" by Winky D. Lyrxo.com offers the most comprehensive and accurate lyrics, helping you connect with the music you love on a deeper level. Ideal for dedicated fans and anyone who appreciates quality music.

[Intro]
Oskid
Tafunga kuti tifare
Misodzi inyare
ChiExtra
ChiGafa, chiGafa, chiGafa
[Chorus]
Rega ndifinhure
Chinhamo chiripano nehappy (nehappy)
Usanditsiure, kufara kwangu haisi mistake (mistake)
Ukaona ndodaiso
Kana ndodaiso
Usandibvunze
Ndirikufinhura
Saka finhu, finhu (finhu)
Pano finhu, finhu (finhu finhu)
Finhu finhu (finhu)
Ndirikufinhura
[Verse 1]
Nhasi handina basa nemunhu wenyama
Ndichapombonoka zvakanyanya
Uchidhinhiwa o pijama
Pinda mugumbeze muka tapedza mangwana
Usatume "Vharazipi" haisi dhirama
Dakuburitsa mari yese irimuchikwama
Handina wandonyara, kunyangwe hama
Ndadya chikanganwa hama
Oskid
Tafunga kuti tifare
Misodzi inyare
ChiExtra
ChiGafa, chiGafa, chiGafa
[Chorus]
Rega ndifinhure
Chinhamo chiripano nehappy (nehappy)
Usanditsiure, kufara kwangu haisi mistake (mistake)
Ukaona ndodaiso
Kana ndodaiso
Usandibvunze
Ndirikufinhura
Saka finhu, finhu (finhu)
Pano finhu, finhu (finhu finhu)
Finhu finhu (finhu)
Ndirikufinhura
[Verse 1]
Nhasi handina basa nemunhu wenyama
Ndichapombonoka zvakanyanya
Uchidhinhiwa o pijama
Pinda mugumbeze muka tapedza mangwana
Usatume "Vharazipi" haisi dhirama
Dakuburitsa mari yese irimuchikwama
Handina wandonyara, kunyangwe hama
Ndadya chikanganwa hama
Comments (0)
The minimum comment length is 50 characters.