To di world again
Bazooker
YardBoi
Jah know

Ngoma ndarecorder, ndamixer, ndamaster
Hanzi havachada mademo
But, haisi danger ndiri Gafa rinoteedzera mutemo
Tora mapicture Bobo
Zvirikuitika ihobho
Dai Mwanakomana aripo
Mvura mukutidira yachinjwa kuitwa wine
Zvimoko zvonwira, mangoma orira, zvobva zvatanga kuita whine
Nekuti pano-

Tiri Vafarisi
Chedu kufara
Tiri Vafarisi
Musatiridzira mabara
Nekuti party inoyi
Igap rehappy
Party inoyi
Izhet rekubvisa stress

Tinawo mashots nemabomber
Asi edu todiluta neSoda
Ariko macoats haikona kunyara kana uchida zvekufara pinza bvoda
Kumwa zvato-afforda
Vanhu vachijamba ngoma kunge border
Vamwe vofarisa, vavekufaisa vakavhara chiso kunge Zobha
Ndiyani iyeye?
Hapana amuziva
Tichamubata paSocial Media
Ndaorder tank remakoovha
Pauya kapick up ndinenge ndarigiwa
Vabereki vave kumusha vasiya amai vasponser party
Ndaita kanzatu-kanzatu, ndandonza party
Comments (0)
The minimum comment length is 50 characters.
Information
There are no comments yet. You can be the first!
Login Register
Log into your account
And gain new opportunities
Forgot your password?